Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 47:5-6

Mavambo 47:5-6 SCLBD

Farao akati kuna Josefi, “Baba vako navakoma vako vauya kwauri. Nyika yeIjipiti ndiyoyi yose yauri kuona iyi. Hama dzako ngadzigare zvadzo padzinoda pakadzinakira munyika ino. Ngavagare zvavo kudunhu reGosheni. Kana uchiziva kuti pane vamwe vavo nyanzvi dzamabasa vape ukuru pabasa rokuchengeta zvipfuwo zvangu.”

Verenga chikamu Mavambo 47