Zvanzi naTenzi, “Kana madaro mochiuya zvenyu titaurirane, kunyange zvazvo zvitadzo zvenyu zvakatsvuka seropa, zvichati mbu-u kuchena somukaka, kunyange zvakati piriviri kutsvuka zvichati mbu-u kuchena sedonje.
Verenga chikamu Isaya 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 1:18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo