Chikonzero chacho ndechokuti vanhu vakandifuratira vakan'oresa nzvimbo ino nokupisira rusenzi mairi kuvamwe vamwari vasingazikanwi naivo kana namadzibaba avo kana namadzimambo okwaJudha uye pamusana pokuti vakazadza nzvimbo ino neropa ravanhu vasina mhosva
Verenga chikamu Jeremiya 19
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 19:4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo