Asi rega hako kutya iwe Jakobho muranda wangu kana kukangaidzwa zvako iwe Isiraeri nokuti tarira, ndichakununura kure ikoko uye zvizvarwa zvako kunyika yavari youtapwa. Jakobho achadzoka agova muchechetere mvura yeguvi; pasisina anomutyisidzira.
Verenga chikamu Jeremiya 46
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 46:27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo