Shoko raTenzi rakauya kunomuporofita Jeremiya richitaura nezvevaFirisitia Farao asati arwisa guta reGaza richiti, “Zvanzi naTenzi, chinzwai, mvura yava kusimuka ichibva kuchamhembe, ichava mafashamo chaiwo ehova dzichanyatsoti fasha nenyika ino nezvose zviri mairi, zvinoti guta navagari vemo. Vanhu vacharidza mhere, mugari wose zvake wenyikayo achihwihwidza kuchema.
Verenga chikamu Jeremiya 47
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 47:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo