Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 6:16

2 Vakorinde 6:16 SCLB

Temberi yaMwari inowirirana papi nezvifananidzo zvinonamatwa saMwari. Zvino isu tiri Temberi yaMwari mupenyu sokutaura kwakaita Mwari achiti, “Ndichagara mavari ndichifamba pakati pavo uye ndichava Mwari wavo ivowo vachava vanhu vangu.”