2 Samueri 24:25
2 Samueri 24:25 SCLB
Dhavhidhi akavakira Tenzi atari ipapo akapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana. Naizvozvo Tenzi akagamuchira minamato yakaitirwa nyika, denda rikabva ramiswa muIsiraeri.