Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 22:5

Kutsinhira Mutemo 22:5 SCLB

“Munhukadzi ngaarege kupfeka hanzu dzinopfekwa nomunhurume. Munhurume ngaarege kupfeka hanzu dzinopfekwa navakadzi. Ani naani anoita izvozvo anosemesa Tenzi Mwari wenyu.