Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 30:6

Kutsinhira Mutemo 30:6 SCLB

Tenzi Mwari wako achaita kuti iwe navana vako muve nomwoyo wakatendeseka kwaari kuitira kuti ude Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose ugorarama.