Munofanira kutevedza zvose zvamakaudzwa naTenzi Mwari wenyu kuti murarame, zvikunakirei, mazuva enyu awande munyika iyoyo ichazova yenyu.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 5:33
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo