Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 23:3-4

Jeremiya 23:3-4 SCLB

Ipapo ndopandichakokorodza danga rehwai dzangu dzinenge dzasara kunyika dzese kwandakambodzidzingira ndivaunze mudanga ravo, vachaberekana vagowanda. Ndichavaisira vafudzi vokuvachengeta, uye zvokutya vasisatyi kana kudumbirwa zvako; hakuna kana neimwe icharasika ndizvo zviri kutaura Tenzi.”

Verenga chikamu Jeremiya 23