Jeremiya 7:22-23
Jeremiya 7:22-23 SCLB
Chiripo ndechokuti musi wandakavaburitsa munyika yeIjipiti, handina ini kutaurira madzitateguru enyu kana kuvapa somurao nezvemipiro yokupisa kana nezvezvibayiro. Asi chandakavapa somutemo ndechichi chokuti, “Teererai zvandinoreva ini ndichava Mwari wenyu imi muchava vanhu vangu mufambe nenzira dzandakareva kuti zvikunakirei.

