Nziyo 131
131
1TENZI ini handizvitutumadzi
zvokuvhaira handichavhaira.
Handiite mwoyo nezvinhu zvikurukuru
kana zvinonyanya kushamisira kwandiri.
2Ndakazvidzikamisa ndikazvitonhodza
somwana anoyamwa, ndozvandakaita
somwana anonyaradzwa ndozvandakaita.
3Iwe Isiraeri tarisira kuna TENZI
kubvira zvino kusvikira nokusingaperi.
Zvasarudzwa nguva ino
Nziyo 131: SCLB
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Common Language Bible © Bible Society of Zimbabwe, 2008.
Nziyo 131
131
1TENZI ini handizvitutumadzi
zvokuvhaira handichavhaira.
Handiite mwoyo nezvinhu zvikurukuru
kana zvinonyanya kushamisira kwandiri.
2Ndakazvidzikamisa ndikazvitonhodza
somwana anoyamwa, ndozvandakaita
somwana anonyaradzwa ndozvandakaita.
3Iwe Isiraeri tarisira kuna TENZI
kubvira zvino kusvikira nokusingaperi.
Zvasarudzwa nguva ino
:
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Common Language Bible © Bible Society of Zimbabwe, 2008.