1 Madzimambo 18:46
1 Madzimambo 18:46 BDSC
Simba raJehovha rakauya pana Eria, akasunga jasi rake nebhanhire, akamhanya pamberi paAhabhu nzira yose kusvika kuJezireeri.