Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 15:2

2 Makoronike 15:2 BDSC

Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka, achawanikwa nemi, asi kana mukamurasa, iye achakurasai.