Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 2:11-12

Ekisodho 2:11-12 SUB

Zvino namazuva iwayo Mosesi akura, akaenda kunoona hama dzake, akandotarira mabasa avo; akaona muIjipiti achirova muHebheru, mumwe wehama dzake. Akaringa–ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.

Verenga chikamu Ekisodho 2