Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 3:7-8

Ekisodho 3:7-8 SUB

Zvino Mwari akati, “Zvirokwazvo, ndakaona kunetswa kwavanhu vangu vari muIjipiti, ndikanzwa kudanidzira kwavo nokuda kwavatariri vavo vamabasa; nokuti ndinoziva kuchema kwavo; ndaburuka kuti ndivarwire mumaoko avaIjipiti nokuvabudisa munyika iyoyo, ndindovaisa kunyika yakanaka huru, kunyika inoyerera mukaka nouchi; uko kunogara VaKenani, naVaHeti, naVaAmori, naVaPerezi, naVaHivhi, naVaJebhusi.

Verenga chikamu Ekisodho 3