Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Makoronike 12:32 - Compare All Versions

1 Makoronike 12:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

varume vokwaIsakari vainzwisisa nguva uye vaiziva kuti Israeri yaifanira kuitei, vaiva vakuru mazana maviri nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 12 BDSC

1 Makoronike 12:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kuvana vaIsakari, varume vaiziva nguva zvakanaka, uye kuti vaIsiraeri vanofanira kuitei, vakuru vavo vaiva mazana maviri; hama dzavo dzose dzairairwa navo.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 12 SNA2002

1 Makoronike 12:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

VokwaIsakari: varume vainzwisisa mamiriro ezvinhu panguva iyoyo, vaiziva zvinofanira kuti zviitwe navaIsiraeri, madzishe anosvika mazana maviri pamwechete nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 12 SCLBD

1 Makoronike 12:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kuʋana ʋaIsakari, ʋarume ʋaiziʋa ŋguʋa ɀakanaka, ʋuye kuti ʋaIsraeri ʋanofanira kuitei, ʋakuru ʋaʋo ʋaiʋa mazana maʋiri; hama dzaʋo dzose dzairairwa naʋo.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 12 SUB1949

1 Makoronike 12:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

VokwaIsakari: varume vainzwisisa mamiriro ezvinhu panguva iyoyo, vaiziva zvinofanira kuti zviitwe navaIsiraeri, madzishe anosvika mazana maviri pamwechete nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 12 SCLB