Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Makoronike 16:25 - Compare All Versions

1 Makoronike 16:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kwazvo kurumbidzwa; anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 BDSC

1 Makoronike 16:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SNA2002

1 Makoronike 16:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

nokuti Tenzi mukuru anofanira kurumbidzwa chaizvo. Pavamwari vose zvavo ndiye chete anofanira kutyiwa

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SCLBD

1 Makoronike 16:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Iye unofanira kutyiwa kupfuʋura ʋamŋari ʋose.

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SUB1949

1 Makoronike 16:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

nokuti Tenzi mukuru anofanira kurumbidzwa chaizvo. Pavamwari vose zvavo ndiye chete anofanira kutyiwa

Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SCLB