1 Makoronike 16:36 - Compare All Versions
1 Makoronike 16:36 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidzai Jehovha, Mwari waIsraeri, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Ipapo vanhu vose vakati, “Ameni” uye vakarumbidza Jehovha.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 BDSC1 Makoronike 16:36 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Jehovha.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SNA20021 Makoronike 16:36 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tenzi ngaarumbidzwe, narini narini Mwari weIsiraeri.’ ” Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Tenzi.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SCLBD1 Makoronike 16:36 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jehova Mŋari waIsraeri ŋgaakudzwe, Kubva pakusiŋgaperi kuȿikira pakusiŋgaperi. Ʋanhu ʋose ʋakati: Ameni, ʋakarumbidza Jehova.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SUB19491 Makoronike 16:36 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ngaarumbidzwe, narini narini Mwari weIsiraeri.’ ” Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Tenzi.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 16 SCLB