1 Makoronike 4:9 - Compare All Versions
1 Makoronike 4:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanunʼuna vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 4 BDSC1 Makoronike 4:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jabhezi akakudzwa kukunda vanun'una vake, mai vake vakamutumidza zita rinonzi Jabhezi, vachiti, “Nokuti ndakamubereka ndichitambudzika.”
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 4 SNA20021 Makoronike 4:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jabhezi uyu aiva munhu anoremekedzwa kwazvo navakoma navanun'una vake. Amai vake vakamutumidza zita rokuti Jabhezi vachiti pakumubereka ndakaona nhamo.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 4 SCLBD1 Makoronike 4:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jabezi akakudzwa kukunda ʋanuŋuna ʋake, mai ʋake ʋakamutumidza zita rinonzi Jabezi, ʋaciti: Nokuti ndakamuɓereka ndicitambudzika.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 4 SUB19491 Makoronike 4:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jabhezi uyu aiva munhu anoremekedzwa kwazvo navakoma navanun'una vake. Amai vake vakamutumidza zita rokuti Jabhezi vachiti pakumubereka ndakaona nhamo.
Pakurirana nevamwe
1 Makoronike 4 SCLB