1 VaKorinde 1:25
1 VaKorinde 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti upenzi hwaMwari hwakachenjera kupfuura uchenjeri hwomunhu, uye utera hwaMwari hwakasimba kupfuura simba romunhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 11 VaKorinde 1:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti upenzi hwaMwari hunopfuura vanhu nouchenjeri; noutera hwaMwari hunopfuura vanhu nesimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 11 VaKorinde 1:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Upenzi hwaMwari ungwaru kupinda ungwaru hwavanhu uye utera hwaMwari hune simba kupinda ravanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 1