1 VaKorinde 13:1
1 VaKorinde 13:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange zvangu ndikataura nendimi dzavanhu kana dzavatumwa asi ini ndisina rudo ndinongova dare rinorira kana makwakwakwa esimbi anorira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kunyaŋge ndikataura nendimi dzaʋanhu nedzaʋatumŋa, ndisinoruɗo, ndaʋa sendarira dzinorira, neɗare rinoŋgoti: Ŋgwereŋgwere!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange ndikataura nendimi dzavanhu nedzavatumwa, asi ndisina rudo, ndakaita sedare rinorira kana ndarira dzinongoti ngwerengwere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13