1 VaKorinde 14:12
1 VaKorinde 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvakadarowo nemi. Sezvo muchishuva zvipo zvoMweya, edzai zvikuru kushingairira zvipo zvinovaka kereke.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 141 VaKorinde 14:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ndizvo zvimwechete nemi, zvamunodisisa kuona zvinhu zvinoratidza kuti Mweya Mutsvene aripo, vavarirai kuvaka sangano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 141 VaKorinde 14:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saizvozvowo imi, zvamunoshingairira zvinhu zvoMweya, tsvakai zvikuru kuti musimbise kereke.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 14