1 VaKorinde 3:13
1 VaKorinde 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
basa rake richaonekwa kuti rakaitwa nei, nokuti Zuva iro richazvibudisa pachena. Richaratidzwa nomoto, uye moto uchaedza basa romumwe nomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 31 VaKorinde 3:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
basa romumwe nomumwe richaonekwa; nokuti zuva iro richazvibudisa pachena, nokuti richaratidzwa nomoto; moto uchaedza basa romumwe nomumwe kuti rakadini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 31 VaKorinde 3:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Basa romumwe nomumwe richaratidzwa pachena zvariri nokuti Zuva iroro richazviburitsa pachena nokuti basa romunhu richaoneswa zvariri nomoto. Moto ndiwo uchaedza basa romunhu nomunhu kuti akariita sei.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 3