1 VaKorinde 3:7
1 VaKorinde 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka naizvozvo anosima kana anodiridza haazi chinhu, asi Mwari chete, iye anomeresa zvinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 31 VaKorinde 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo anosima haazi chinhu, kana anodiridza; asi Mwari anomeresa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 31 VaKorinde 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka anodyara naanodiridza hapana zvavari asi Mwari ndiye chete anoita kuti zvikure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 3