1 VaKorinde 3:8
1 VaKorinde 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anosima nomunhu anodiridza vane chinangwa chimwe, uye mumwe nomumwe wavo achapiwa mubayiro maererano nezvaakabata pabasa rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 31 VaKorinde 3:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino anosima noanodiridza ndavamwe; asi mumwe nomumwe achapiwa mubayiro wake, sezvaakabata basa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 31 VaKorinde 3:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anodyara naanodiridza vakangoenzana. Mumwe nomumwe wavo achagamuchira mubayiro wake sokushanda kwaakaita nokuti tiri vashandipamwe vaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 3