1 VaKorinde 4:2
1 VaKorinde 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino zvakafanira kuti vaya vakapiwa utariri vave vakatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 41 VaKorinde 4:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino, pazvinhu izvi, pavatariri panotsvakwa, kuti munhu awanikwe akatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 41 VaKorinde 4:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vataririwo vanotarisirwa kuti vave vanhu vakatendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 4