1 VaKorinde 6:19-20
1 VaKorinde 6:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi yaMweya Mutsvene, ari mamuri, uyo wamakagamuchira kubva kuna Mwari? Hamuzi venyu; makatengwa nomutengo. Naizvozvo kudzai Mwari nomuviri wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 61 VaKorinde 6:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi yaMweya Mutsvene, ari mukati menyu, wamakapiwa naMwari? Hamuzi venyu; nokuti makatengwa nomutengo; naizvozvo kudzai Mwari mumuviri wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 61 VaKorinde 6:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi yaMweya Mutsvene ari mamuri anobva kuna Mwari? Hamusirimi muridzi wezvamuri. Makatengwa nomutengo. Naizvozvo rumbidzai Mwari mumuviri wenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 6