1 VaKorinde 7:5
1 VaKorinde 7:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musanyimana, asi muchiita nguva duku, mambotenderana, kuti muve nenguva yokunyengetera, ndokusanganazve, kuti Satani arege kukuedzai pakusagona kwenyu kuzvidzora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musanyimana, kunze kwokunge matenderana uye kwenguva duku, kuti mumbova nenguva yokunyengetera. Mushure mezvo mosanganazve kuitira kuti Satani arege kukuedzai pakusazvidzora kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 71 VaKorinde 7:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Regai kunyimana, kunze kokunge mabvumirana kuregera kwechinguva, kuti mumbonamata, asi mozodzokerana zvakare nokuti Satani angadaro akakuedzai nokutadza kuzvibata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 7