1 Johani 1:8
1 Johani 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana tichiti hatina chivi, tinozvinyengera uye chokwadi hachizi matiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 11 Johani 1:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana tichiti, hatina zvivi, tinozvinyengera, chokwadi chisiri matiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 11 Johani 1:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana tikati hatisi vatadzi tinozvinyengedza uye chokwadi hachisi matiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 1