1 Johani 5:13
1 Johani 5:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndanyora izvi kwamuri imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuitira kuti muzive kuti mune upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakakunyorerai zvinhu izvi kuti mugoziva kuti munoupenyu husingaperi, iyemi munotenda kuzita roMwanakomana waMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiri kukunyorerai imi munotenda muzita roMwanakomana waMwari kuti muzive kuti muno upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 5