1 Johani 5:3-4
1 Johani 5:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uku ndiko kuda Mwari: kuteerera mirayiro yake. Uye mirayiro yake hairemi, nokuti vose vakaberekwa naMwari vanokunda nyika. Uku ndiko kukunda kwakakunda nyika, iko kutenda kwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti rudo rwaMwari ndirwo, kuti tichengete mirayiro yake; mirayiro yake hairemi. Nokuti chinhu chipi nechipi, chinoberekwa naMwari chinokunda nyika; kukunda kwakakunda nyika, ndiko kutenda kwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuda Mwari kunoreva kuchengeta mitemo yake uye mitemo yake hairemi nokuti mwana wose waMwari anokunda nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 51 Johani 5:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ruɗo rwaMŋari ndirwo, kuti ticeŋgete mirairo yake; mirairo yake hairemi. Nokuti cinhu cipi necipi, cinoɓerekwa naMŋari cinokunda nyika; kukunda kwakakunda nyika, ndiko kutenda kweɗu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 5