Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 11:9 - Compare All Versions

1 Madzimambo 11:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha akatsamwira Soromoni nokuti mwoyo wake wakanga watsauka kubva kuna Jehovha, Mwari waIsraeri, uyo akanga azviratidza kwaari kaviri.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 11 BDSC

1 Madzimambo 11:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Jehovha akatsamwira Soromoni, nokuti mwoyo wake wakatsauka kuna Jehovha Mwari waIsiraeri, iye wakanga azviratidza kaviri kwaari

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 11 SNA2002

1 Madzimambo 11:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi akashatirirwa Soromoni pamusana pokuti mwoyo wake wakanga zvino wakwezverwa kure naTenzi, Mwari wavaIsiraeri akambozviratidza ruviri rwese kwaari

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 11 SCLBD

1 Madzimambo 11:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Jehova akatsamŋira Soromoni, nokuti mŋoyo wake wakatsauka kunaJehova Mŋari waIsraeri, iye wakaŋga aɀiratidza kaʋiri kwaari

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 11 SUB1949

1 Madzimambo 11:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi akashatirirwa Soromoni pamusana pokuti mwoyo wake wakanga zvino wakwezverwa kure naTenzi, Mwari wavaIsiraeri akambozviratidza ruviri rwese kwaari

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 11 SCLB