Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 16:30 - Compare All Versions

1 Madzimambo 16:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ahabhu, mwanakomana waOmuri, akaita zvakaipa pamberi paJehovha kupfuura vose vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 BDSC

1 Madzimambo 16:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ahabhi mwanakomana waOmiri akaita zvakaipa pamberi paJehovha, akakunda vose vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SNA2002

1 Madzimambo 16:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ahabhu mwana waOmuri akaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi kupinda vose vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SCLBD

1 Madzimambo 16:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ahabi mŋanakomana waOmri akaita ɀakaipa pamberi paJehova, akakunda ʋose ʋakamutaŋgira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SUB1949

1 Madzimambo 16:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ahabhu mwana waOmuri akaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi kupinda vose vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SCLB