Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 16:31 - Compare All Versions

1 Madzimambo 16:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akazviona zviri zvinhu zvidiki kuita zvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, uye pamusoro pezvo akawana Jezebheri mwanasikana waEtibhaari mambo wavaSidhoni, akatanga kushandira Bhaari uye akamunamata.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 BDSC

1 Madzimambo 16:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Chakanga chiri chinhu chiduku hacho kwaari kufamba muzvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, asi wakawana Izebheri mukunda waEtibhaari, mambo wavaZidhoni, akandoshumira Bhaari, akanamata kwaari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SNA2002

1 Madzimambo 16:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akaona kutevera gwara raJerobhoamu mwanakomana waNebhati sokunge chinhu chidikidiki, akatoroora zvake Jezebhero mukunda waEtibhaari mambo wevaSidhoni, akatoenda kundonamata Bhaari achimupfugamira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SCLBD

1 Madzimambo 16:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Cakaŋga ciri cinhu ciɗuku haco kwaari kufamba muɀiʋi ɀaJeroboami mŋanakomana waNebati, asi wakawana Izeberi mukunda waEti‐baari, mambo waʋaZidoni, akandoshumira Baari, akanamata kwaari.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SUB1949

1 Madzimambo 16:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akaona kutevera gwara raJerobhoamu mwanakomana waNebhati sokunge chinhu chidikidiki, akatoroora zvake Jezebhero mukunda waEtibhaari mambo wevaSidhoni, akatoenda kundonamata Bhaari achimupfugamira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SCLB