Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 17:1 - Compare All Versions

1 Madzimambo 17:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino Eria muTishibhi aigara muGireadhi, akati kuna Ahabhu, “NaJehovha, Mwari waIsraeri mupenyu, wandinoshumira, hakuchazova nedova kana mvura inonaya mumakore anotevera kunze kwokutenge ndareva ini.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC

1 Madzimambo 17:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Eria muTishibhi, waigara Gireadhi, wakati kuna Ahabhi, “NaJehovha mupenyu, Mwari waIsiraeri, iye wandimire pamberi pake, hapangavi nedova kana mvura makore ano, asi kana ndareva ini.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA2002

1 Madzimambo 17:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mumwe mugari wokuTishibhi kuGireadhi anonzi Eriya akati kuna Ahabhu, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu, Mwari weIsiraeri wandinonamata kuti hakuchaita dova kana kunaya zvako makore ano kusatoti ndataura.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD

1 Madzimambo 17:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Eria muTishbi, waigara Gireadi, wakati kunaAhabi: NaJehova mupenyu, Mŋari waIsraeri, iye wandimire pamberi pake, hapaŋgaʋi neɗoʋa kana mvura makore ano, asi kana ndareʋa ini.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB1949

1 Madzimambo 17:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mumwe mugari wokuTishibhi kuGireadhi anonzi Eriya akati kuna Ahabhu, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu, Mwari weIsiraeri wandinonamata kuti hakuchaita dova kana kunaya zvako makore ano kusatoti ndataura.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB