Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 17:11 - Compare All Versions

1 Madzimambo 17:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Paakanga ava kuenda kundoitora, iye akadanidzira akati, “Mundivigirewo chimedu chechingwa, ndapota.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC

1 Madzimambo 17:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino wakati achienda kuzoitora, akamudana, akati, “Dondivigirawo chimedu chechingwa muruoko rwako.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA2002

1 Madzimambo 17:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mudzimai uyu paakanga oenda kundoitora, Eriya akadaidzira kwaari achiti, “Mundiigirewo chimedu chechingwa mumaoko.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD

1 Madzimambo 17:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino wakati acienda kuzoitora, akamuɗana, akati: Ƌondiʋigira ʋo cimeɗu ceciŋgwa muruʋoko rwako.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB1949

1 Madzimambo 17:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mudzimai uyu paakanga oenda kundoitora, Eriya akadaidzira kwaari achiti, “Mundiigirewo chimedu chechingwa mumaoko.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB