1 Madzimambo 17:22 - Compare All Versions
1 Madzimambo 17:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akanzwa kudanidzira kwaEria, mweya womukomana ukadzokera maari, akararama.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC1 Madzimambo 17:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akanzwa izwi raEria, mweya womwana ukadzokerazve kwaari, akararamazve.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA20021 Madzimambo 17:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tenzi akanzwa chichemo chaEriya, mweya womwana wakadzokera mumwana uyu. Nokudaro akava mupenyu pakare.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD1 Madzimambo 17:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jehova akanzwa inzwi raEria, mŋeya womŋana ukadzokera ɀe kwaari, akararama ɀe.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB19491 Madzimambo 17:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akanzwa chichemo chaEriya, mweya womwana wakadzokera mumwana uyu. Nokudaro akava mupenyu pakare.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB