Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 17:24 - Compare All Versions

1 Madzimambo 17:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo mukadzi akati kuna Eria, “Zvino ndazoziva kuti muri munhu waMwari uye kuti shoko raJehovha rinobuda mumuromo menyu nderechokwadi.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC

1 Madzimambo 17:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mukadzi akati kuna Eria, “Zvino ndinoziva kuti muri munhu waMwari, uye kuti shoko raJehovha, riri mumuromo menyu, nderazvokwadi.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA2002

1 Madzimambo 17:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mudzimai uyu ndokuti kuna Eriya “Ndazoziva zvino kuti muri munhu waMwari uyewo kuti shoko raTenzi ramunotaura nomuromo wenyu nderechokwadi.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD

1 Madzimambo 17:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mukadzi akati kunaEria: Ɀino ndinoziʋa kuti muri munhu waMŋari, ʋuye kuti shoko raJehova, riri mumuromo menyu, nderaɀokwaɗi.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB1949

1 Madzimambo 17:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mudzimai uyu ndokuti kuna Eriya “Ndazoziva zvino kuti muri munhu waMwari uyewo kuti shoko raTenzi ramunotaura nomuromo wenyu nderechokwadi.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB