1 Madzimambo 17:4 - Compare All Versions
1 Madzimambo 17:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchanwa mvura yorukova urwu, uye ndarayira makunguo kuti akupe zvokudya ikoko.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC1 Madzimambo 17:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kunwa mvura yorukova, uye ndakaraira makunguo kukupa zvokudya ipapo.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA20021 Madzimambo 17:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mukakova ikako ndimo mauchanwa mvura. Ndaudza makunguwo kuti apote achikupa chokudya ikoko.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD1 Madzimambo 17:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Unofanira kunwa mvura yorukoʋa, ʋuye ndakaraira makuŋguʋu kukupa ɀokudya ipapo.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB19491 Madzimambo 17:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukakova ikako ndimo mauchanwa mvura. Ndaudza makunguwo kuti apote achikupa chokudya ikoko.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB