1 Madzimambo 17:5 - Compare All Versions
1 Madzimambo 17:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akaita zvaakanga audzwa naJehovha. Akaenda kuRukova rweKeriti, kumabvazuva kweJorodhani, akagarako.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC1 Madzimambo 17:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo akaenda, akaita sezvaakaudzwa naJehovha; wakandogara parukova Keriti ruri pamberi paJorodhani.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA20021 Madzimambo 17:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Saizvozvo akaenda akaita sokutaura kwakanga kwaitwa naTenzi. Akandogarawo kukakova keKeriti kari kumabvazuva kwaJorodhani.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD1 Madzimambo 17:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo akaenda, akaita seɀaakaʋudzwa naJehova; nokuti wakandogara parukoʋa Keriti ruri pamberi paJoridani.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB19491 Madzimambo 17:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo akaenda akaita sokutaura kwakanga kwaitwa naTenzi. Akandogarawo kukakova keKeriti kari kumabvazuva kwaJorodhani.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB