Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 17:6 - Compare All Versions

1 Madzimambo 17:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama manheru, uye akanwa mvura murukova.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC

1 Madzimambo 17:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama madekwana; akanwa mvura yorukova.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA2002

1 Madzimambo 17:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Makunguwo aimuigira chingwa nenyama kumangwanani, kumauro achimuigirawo chingwa, achinwa mvura mukakova kacho.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD

1 Madzimambo 17:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Makuŋguʋu akamuʋigira ciŋgwa nenyama maŋgwanani, neciŋgwa nenyama maɗekwana; akanwa mvura yorukoʋa.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB1949

1 Madzimambo 17:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Makunguwo aimuigira chingwa nenyama kumangwanani, kumauro achimuigirawo chingwa, achinwa mvura mukakova kacho.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB