1 Madzimambo 17:7 - Compare All Versions
1 Madzimambo 17:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure menguva yakati, rukova rwakapwa nokuti mvura yakanga isinganayi panyika.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC1 Madzimambo 17:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva yakati yapfuura rukova rukapwa, nokuti mvura yakanga isinganayi panyika.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA20021 Madzimambo 17:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kwakati perei chinguva kakova aka kakabva kapwa nokuti munyika umu makanga musisanayi mvura.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD1 Madzimambo 17:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ŋguʋa yakati yapfuʋura rukoʋa rukapxa, nokuti mvura yakaŋga isiŋgani panyika.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB19491 Madzimambo 17:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakati perei chinguva kakova aka kakabva kapwa nokuti munyika umu makanga musisanayi mvura.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB