1 Madzimambo 17:9 - Compare All Versions
1 Madzimambo 17:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Simuka izvozvi uende kuZarefati kunyika yeSidhoni undogarako. Ndarayira chirikadzi iri munzvimbo iyoyo kuti ikupe zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC1 Madzimambo 17:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Simuka, uende Zarefati panyika yeZidhoni, ugarepo; tarira, ndaraira chirikadzi igerepo, kuti ikupe zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA20021 Madzimambo 17:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Chisimuka uende kuZarefati guta rokuSidhoni ugareko. Ndakaudza imwe chirikadzi ikoko kuti ikupe zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD1 Madzimambo 17:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Simuka, uende Zarefati panyika yeZidoni, ugare’po; tarira, ndaraira cirikadzi igere’po, kuti ikupe ɀokudya.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB19491 Madzimambo 17:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chisimuka uende kuZarefati guta rokuSidhoni ugareko. Ndakaudza imwe chirikadzi ikoko kuti ikupe zvokudya.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB