Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:24 - Compare All Versions

1 Madzimambo 18:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo mudane kuzita ramwari wenyu, uye ini ndichadana kuzita raJehovha. Mwari achapindura nomoto ndiye Mwari.” Ipapo vanhu vose vakati, “Zvawataura zvakanaka.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC

1 Madzimambo 18:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino imi mudane zita ramwari wenyu, ini ndidanewo zita raJehovha; Mwari unopindura nomoto, iye ngaave Mwari. Vanhu vose vakapindura, vakati, “Zvarehwa zvakanaka.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA2002

1 Madzimambo 18:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Imi mudaidzire nezita kuna mwari wenyu, iniwo ndigodaidzirawo nezita kuna Tenzi. Ipapa Mwari anenge apindura nomoto ndiye Mwari.” Vanhu vose vakapindura vachiti, “Zvamataura zvakanaka.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD

1 Madzimambo 18:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino imi muɗane zita ramŋari wenyu, ini ndiɗane ʋo zita raJehova; Mŋari unopindura nomŋoto, iye ŋgaaʋe Mŋari. Ʋanhu ʋose ʋakapindura, ʋakati: Ɀarebga ɀakanaka.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB1949

1 Madzimambo 18:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Imi mudaidzire nezita kuna mwari wenyu, iniwo ndigodaidzirawo nezita kuna Tenzi. Ipapa Mwari anenge apindura nomoto ndiye Mwari.” Vanhu vose vakapindura vachiti, “Zvamataura zvakanaka.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB