Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:32 - Compare All Versions

1 Madzimambo 18:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akashandisa mabwe aya kuvaka aritari muzita raJehovha, uye akachera mugero waipoteredza aritari wakanga wakakura zvokuti waikwana maseya maviri embeu.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC

1 Madzimambo 18:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akavaka aritari namabwe iwayo nezita raJehovha, akachera goronga rakakomba aritari rakanga rakaenzana napangadzvarwa zviyero zviviri zvezviyo.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA2002

1 Madzimambo 18:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Namatombo iwayo akavakira Tenzi atari. Akachera mugero kutenderera atari iyi waiva wakakura zvokutokwana bhagidhi rembesanwa.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD

1 Madzimambo 18:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akaʋaka artari namabge iwayo nezita raJehova, akacera goroŋga rakakomba artari rakaŋga rakaenzana napaŋgadɀarwa ɀiyero ɀiʋiri ɀeɀiyo.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB1949

1 Madzimambo 18:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Namatombo iwayo akavakira Tenzi atari. Akachera mugero kutenderera atari iyi waiva wakakura zvokutokwana bhagidhi rembesanwa.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB