Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:37 - Compare All Versions

1 Madzimambo 18:37 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Haiwa Jehovha, ndipindurei, ndipindurei, kuitira kuti vanhu ava vazive kuti imi, Jehovha, ndimi Mwari, uye kuti muri kudzora mwoyo yavo zvakare.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC

1 Madzimambo 18:37 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndinzwei Jehovha, ndinzwei, kuti vanhu ava vazive kuti imi Jehovha ndimi Mwari, uye kuti ndimi makadzosazve mwoyo yavo.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA2002

1 Madzimambo 18:37 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndipindureiwo Tenzi mundidavire kuitira kuti vanhu ava vazive kuti imi Tenzi ndimi Mwari uyewo kuti ndimi munotendeutsa mwoyo yavo.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD

1 Madzimambo 18:37 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndinzwei Jehova, ndinzwei, kuti ʋanhu aʋa ʋaziʋe kuti imi Jehova ndimi Mŋari, ʋuye kuti ndimi makadzosa ɀe mŋoyo yaʋo.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB1949

1 Madzimambo 18:37 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndipindureiwo Tenzi mundidavire kuitira kuti vanhu ava vazive kuti imi Tenzi ndimi Mwari uyewo kuti ndimi munotendeutsa mwoyo yavo.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB