Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:39 - Compare All Versions

1 Madzimambo 18:39 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu vose pavakaona izvi, vakawira pasi nezviso zvavo, vakadanidzira vachiti, “Jehovha ndiye Mwari! Jehovha ndiye Mwari!”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC

1 Madzimambo 18:39 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vanhu vose vakati vachizviona, vakawira pasi nezviso zvavo, vakati, “Jehovha ndiye Mwari, Jehovha ndiye Mwari!”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA2002

1 Madzimambo 18:39 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vanhu vose pavakazviona vakati pasi gwadagwa nouso vachiti, “Tenzi ndiye Mwari, Tenzi ndiye Mwari.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD

1 Madzimambo 18:39 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋanhu ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakati: Jehova ndiye Mŋari, Jehova ndiye Mŋari!

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB1949

1 Madzimambo 18:39 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vanhu vose pavakazviona vakati pasi gwadagwa nouso vachiti, “Tenzi ndiye Mwari, Tenzi ndiye Mwari.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB