1 Madzimambo 18:41 - Compare All Versions
1 Madzimambo 18:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Eria akati kuna Ahabhu, “Chienda undodya uye unwe, nokuti kune kutinhira kwemvura zhinji.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC1 Madzimambo 18:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Eria akati kuna Ahabhi, “Chirongedzai, mudye, munwe, nokuti kuno kuunga kwemvura zhinji.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA20021 Madzimambo 18:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Eriya akati kuna Ahabhu, “Chikwirai zvenyu mundodya nokunwa nokuti kune kuwunga kwemvura yomudenga zhinji kwazvo.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD1 Madzimambo 18:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Eria akati kunaAhabi: Ciroŋgedzai, mudye, munwe, nokuti kunokuwuŋga kwemvura zhinji.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB19491 Madzimambo 18:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya akati kuna Ahabhu, “Chikwirai zvenyu mundodya nokunwa nokuti kune kuwunga kwemvura yomudenga zhinji kwazvo.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB